Numeri 8:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Pakuʋanatsa unofanira kuʋaitira kuɗai: Sasa pamsoro paʋo mvura inosuka ɀiʋi, ugoʋaraira kuti ʋaʋeʋurwe muʋiri waʋo wose neciȿo, ʋasuke ŋguʋo dzaʋo, nokuɀinatsa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Pakuvanatsa unofanira kuvaitira kudai: Sasa pamusoro pavo mvura inosuka zvivi, ugovaraira kuti vaveurwe muviri wavo wose nechiso, vasuke nguo dzavo, nokuzvinatsa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Zvauchaita kwavari kuti uvachenure ndezvizvi vasase mvura yokuchenura munhu. Uvati vaveure vhudzi remiviri yavo rose nokusuka hanzu dzavo vazvishambidze ivo pachavo. Naizvozvo vanobva vava vanhu vachenurwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Zvauchaita kwavari kuti uvachenure ndezvizvi vasase mvura yokuchenura munhu. Uvati vaveure vhudzi remiviri yavo rose nokusuka hanzu dzavo vazvishambidze ivo pachavo. Naizvozvo vanobva vava vanhu vachenurwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Pakuvanatsa, unofanira kuita izvi: Sasa pamusoro pavo mvura yokuvachenesa; ipapo ugoita kuti vaveure miviri yavo yose vagosuka nguo dzavo, kuitira kuti vazvinatse. Viz kapitola |