Online Bible

- Reklamy -




Numeri 8:26 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 asi ʋaŋgaɓatsirana haʋo nehama dzaʋo patente rokusoŋgana, kuti ʋariceŋgete, asi ŋgaʋarege kuɓate‐ɓasa. Ndiɀo ɀaunofanira kuitira ʋaRevi pamsoro pamaɓasa aʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

26 asi vangabatsirana havo nehama dzavo patende rokusangana, kuti varichengete, asi ngavarege kubata basa. Ndizvo zvaunofanira kuitira vaRevhi pamusoro pamabasa avo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Ngavabatsire vamwe vavo vaRevhi kuita basa romutendhe rinoera. Asi ngavarege kuita basa iroro vari vose. Ndiwo murongero waunofanira kuita mabasa avaRevhi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 Ngavabatsire vamwe vavo vaRevhi kuita basa romutendhe rinoera. Asi ngavarege kuita basa iroro vari vose. Ndiwo murongero waunofanira kuita mabasa avaRevhi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

26 Vangabatsira havo hama dzavo kuita mabasa apaTende Rokusangana, asi ivo pachavo havafaniri kushanda basa. Zvino, izvi ndizvo zvaunofanira kurayira vaRevhi kuti vaite.”

Viz kapitola kopírovat




Numeri 8:26

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy