Numeri 7:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Asi haana‐kupa ʋanakomana ʋaKohati cinhu nokuti ndiʋo ʋakaŋga ʋaneɓasa reimba tȿene; ʋaifanira kuɀitakura pamafudzi aʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Asi haana kupa vanakomana vaKohati chinhu nokuti ndivo vakanga vane basa reimba tsvene; vaifanira kuzvitakura pamafudzi avo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Asi hapana chaakapa vemhuri yokwaKohati nokuti ndivo vaiva nebasa rezvinhu zvinoera zvaifanira kutakurwa pamafudzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Asi hapana chaakapa vemhuri yokwaKohati nokuti ndivo vaiva nebasa rezvinhu zvinoera zvaifanira kutakurwa pamafudzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Asi Mozisi haana kupa chinhu kuvanakomana vaKohati, nokuti vaifanira kutakura zvinhu zvitsvene pamapfudzi avo, iri ndiro raiva basa ravo. Viz kapitola |