Online Bible

- Reklamy -




Numeri 6:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Taura naʋana ʋaIsraeri, uti kwaʋari: Kana murume, kunyaŋge mukadzi, akaɀisuŋga nokupika kukuru, kupika kwomuNaziri, kuti aɀitsaurire Jehova;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

2 “Taura navana vaIsiraeri, uti kwavari, ‘Kana murume, kunyange, mukadzi, akazvisunga nokupika kukuru, kupika kwomuNaziri, kuti azvitsaurire Jehovha;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 “Iti kuvaIsiraeri kana munhurume kana munhukadzi akaita mhiko inokosha achipikira kuva muNaziri achizviturira kunaTenzi,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 “Iti kuvaIsiraeri kana munhurume kana munhukadzi akaita mhiko inokosha achipikira kuva muNaziri achizviturira kunaTenzi,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 “Taura kuvaIsraeri uti kwavari: ‘Kana murume kana mukadzi akada kuita mhiko yakasarudzika, iyo mhiko yokuzvitsaurira kuna Jehovha somuNaziri,

Viz kapitola kopírovat




Numeri 6:2

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy