Online Bible

- Reklamy -




Numeri 5:29 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

29 Ndiwo murairo weshuŋgu, kana mukadzi ari pasi pomurume wake, akacinya, akaȿiɓiswa;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

29 Ndiwo murayiro weshungu, kana mukadzi ari pasi pomurume wake, akachinya, akasvibiswa;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 “Uyu ndiwo murao wakanangana nezveshanje, kana mudzimai achinge atsauka aita zvounzenza zvake achizvin'oresa, iye ari mumaoko omurume wake,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

29 “Uyu ndiwo murao wakanangana nezveshanje, kana mudzimai achinge atsauka aita zvounzenza zvake achizvin'oresa, iye ari mumaoko omurume wake,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

29 “ ‘Uyu, zvino ndiwo murayiro weshanje kana mukadzi atsauka, akazvisvibisa iye ari mukadzi womunhu,

Viz kapitola kopírovat




Numeri 5:29

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy