Numeri 5:23 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ipapo muprista unofanira kunyora kutuka uku parugwaro, ndokukusuka nemvura inoʋaʋisa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Ipapo mupristi anofanira kunyora kutuka uku parugwaro, ndokukusuka nemvura inovavisa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 “Mupristi ngaanyore kurengerera rushambwa ikoku, mubhuku asukire zvanyorwa zviya mumvura iya inozhurungunda kuvava. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 “Mupristi ngaanyore kurengerera rushambwa ikoku, mubhuku asukire zvanyorwa zviya mumvura iya inozhurungunda kuvava. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 “ ‘Muprista anofanira kunyora zvituko izvi papepa ipapo agozvisuka mumvura inovava. Viz kapitola |