Numeri 4:44 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)44 Ʋakaʋereŋgwa kwaʋari nemhuri dzaʋo, ʋakaȿika ɀuru ɀitatu namazana maʋiri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200244 vakaverengwa kwavari nemhuri dzavo, vakasvika zviuru zvitatu namazana maviri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika44 Pamhuri dzavo dzose nedzimba dzemadzibaba avo vaikwana zviuru zvitatu namazana maviri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona44 Pamhuri dzavo dzose nedzimba dzemadzibaba avo vaikwana zviuru zvitatu namazana maviri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi44 vachiverengwa nedzimba dzavo, vaisvika zviuru zvitatu, namazana maviri. Viz kapitola |