Numeri 4:33 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Ndiro ɓasa remhuri dzaʋanakomana ʋaMerari, seɀaʋaifanira kuɓate‐ɓasa mutente rokusoŋgana, ʋacirairwa naItamari, mŋanakomana waAroni muprista. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200233 Ndiro basa remhuri dzavanakomana vaMerari, sezvavaifanira kubata basa mutende rokusangana, vachirairwa naItamari, mwanakomana waAroni mupristi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Iri ndiro basa revemba yokwaMerari, basa rose ravanoita mutendhe rokusanganira. Vachariita vachitungamirirwa naItamaru mwanakomana womupristi Aroni.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona33 Iri ndiro basa revemba yokwaMerari, basa rose ravanoita mutendhe rokusanganira. Vachariita vachitungamirirwa naItamaru mwanakomana womupristi Aroni.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Uhu ndihwo ushumiri hwedzimba dzavaMerari pakushanda kwavo paTende Rokusangana vachitungamirirwa naItamari mwanakomana waAroni, muprista.” Viz kapitola |