Online Bible

- Reklamy -




Numeri 4:28 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

28 Ndiro ɓasa remhuri dzaʋana ʋaGershoni patente rokusoŋgana; paɓasa raʋo rose ʋanofanira kurairwa naItamari, mŋanakomana waAroni muprista.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

28 Ndiro basa remhuri dzavana vaGeshoni patende rokusangana; pabasa ravo rose vanofanira kurairwa naItamari, mwanakomana waAroni mupristi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 Saka mabasa iwaya ndiwo avanhu vemhuri yokwaGerishoni avanoita mutendhe rinoera. Vachaaita vachitungamirirwa naItamaru mwanakomana womupristi Aroni.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

28 Saka mabasa iwaya ndiwo avanhu vemhuri yokwaGerishoni avanoita mutendhe rinoera. Vachaaita vachitungamirirwa naItamaru mwanakomana womupristi Aroni.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

28 Ndiro basa redzimba dzavaGerishoni paTende Rokusangana. Vanofanira kurayirwa pamabasa avo naItamari mwanakomana waAroni muprista.

Viz kapitola kopírovat




Numeri 4:28

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy