Numeri 3:22 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Ʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋari ʋarume ʋose ʋakaʋereŋgwa ʋomŋedzi mumŋe naʋanopfuʋura, ʋakaȿika ɀuru ɀinomŋe namazana mashanu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Vakaverengwa kwavari, vari varume vose vakaverengwa vomwedzi mumwe navanopfuura, vakasvika zviuru zvinomwe namazana mashanu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Uwandi hwavanhurume vavo vakaverengwa vaye kubvira parusvava runo mwedzi mumwechete zvichikwira, vaisvika zviuru zvinomwe zvina mazana mashanu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Uwandi hwavanhurume vavo vakaverengwa vaye kubvira parusvava runo mwedzi mumwechete zvichikwira, vaisvika zviuru zvinomwe zvina mazana mashanu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Kuwanda kwavanhurume vose vaiva nomwedzi mumwe chete kana kupfuura pakuberekwa kwaisvika zviuru zvinomwe, namazana mashanu. Viz kapitola |