Numeri 2:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ƃoka rake naʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi manomŋe neɀinna namazana matanhatu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Boka rake navakaverengwa kwavari, vakasvika zviuru zvina makumi manomwe nezvina namazana matanhatu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 chikwata chake sokuverengwa kwachakaitwa chinenge chine vanhu mazana makumi manomwe ezviuru ane zviuru zvina, zvina mazana matanhatu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 chikwata chake sokuverengwa kwachakaitwa chinenge chine vanhu mazana makumi manomwe ezviuru ane zviuru zvina, zvina mazana matanhatu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Boka rake rina vanhu vanosvika zviuru makumi manomwe nezvina, namazana matanhatu. Viz kapitola |