Online Bible

- Reklamy -




Numeri 16:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 maŋgwana muise mŋoto mukati madzo, nokuisa ʋo ɀinonhuwira pamsoro padzo pamberi paJehova; ɀino munhu unotsaurwa naJehova, ndiye ucaʋa mutȿene. Ɀariŋgana, imi ʋanakomana ʋaRevi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 mangwana muise moto mukati madzo, nokuisawo zvinonhuwira pamusoro padzo pamberi paJehovha; zvino munhu anotsaurwa naJehovha, ndiye achava mutsvene. Zvaringana, imi vanakomana vaRevhi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 muisemo mavhunze omoto norusenzi moisa mabisiro iwayo paatari panopisirwa rusenzi. Saka ipapo asarudzwa naTenzi ndiye mutsvene. Imi vana vaRevhi mapindiridza.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 muisemo mavhunze omoto norusenzi moisa mabisiro iwayo paatari panopisirwa rusenzi. Saka ipapo asarudzwa naTenzi ndiye mutsvene. Imi vana vaRevhi mapindiridza.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 uye mangwana muise moto nezvinonhuhwira madziri mugoenda nadzo pamberi paJehovha. Munhu achasarudzwa naJehovha ndiye achava mutsvene. Imi vaRevhi mazonyanya zvino!”

Viz kapitola kopírovat




Numeri 16:7

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy