Online Bible

- Reklamy -




Numeri 16:34 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

34 Ipapo ʋaIsraeri ʋose ʋakaŋga ʋakaʋakomba ʋakatiza nokucema kwaʋo, nokuti ʋakati: Nyika irege kutimedza ʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

34 Ipapo vaIsiraeri vose vakanga vakavakomba vakatiza nokuchema kwavo, nokuti vakati, “Nyika irege kutimedzawo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

34 VaIsiraeri vose vakanga varipo vakanzwa kuchema kwavo vakatiza vachiti, “Nyika ingadaro ikatimedzawo nesu tose.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

34 VaIsiraeri vose vakanga varipo vakanzwa kuchema kwavo vakatiza vachiti, “Nyika ingadaro ikatimedzawo nesu tose.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

34 Pavakachema, vaIsraeri vose vakanga vakavakomba vakatiza, vachidanidzira vachiti, “Nyika ichatimedza nesuwo!”

Viz kapitola kopírovat




Numeri 16:34

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy