Numeri 16:31 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Ɀino wakati apedza kutaura mashoko awa ose, pasi paʋo pakatsemuka, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200231 Zvino akati apedza kutaura mashoko awa ose, pasi pavo pakatsemuka, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Achangopedza kutaura mashoko iwayo pavakanga vamire pakati bamu kutsemuka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona31 Achangopedza kutaura mashoko iwayo pavakanga vamire pakati bamu kutsemuka. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Akati achangopedza kutaura zvose izvi, pasi pavo pakatsemuka Viz kapitola |