Online Bible

- Reklamy -




Numeri 15:13 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Ʋose ʋanoɓerekerwa munyika yenyu ʋanofanira kuita iɀoɀo nenzira iyi, kana ʋaciʋuya necipiriso cinopiswa, cinonhuwira ɀakanaka kunaJehova.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Vose vanoberekerwa munyika yenyu vanofanira kuita izvozvo nenzira iyi, kana vachiuya nechipiriso chinopiswa, chinonhuwira zvakanaka kuna Jehovha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Chizvarwa choga choga cheIsiraeri, ngachiite saizvozvo pakupira mupiro unoita zvokupiswa kuti kunhuhwirira kwawo kunofadza Tenzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Chizvarwa choga choga cheIsiraeri, ngachiite saizvozvo pakupira mupiro unoita zvokupiswa kuti kunhuhwirira kwawo kunofadza Tenzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 “ ‘Munhu wose anoberekwa munyika yenyu, anofanira kuita zvinhu izvi nenzira iyi paanenge achiuya nechipiriso chinoitwa nomoto, chive chinonhuhwira zvinofadza kuna Jehovha.

Viz kapitola kopírovat




Numeri 15:13

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy