Online Bible

- Reklamy -




Numeri 15:11 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Ŋgaɀiitwe saiɀoɀo panzombe imŋe neimŋe, kana gondobge rimŋe nerimŋe, kana gwaiana rimŋe nerimŋe, kana mbudzana imŋe neimŋe.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Ngazviitwe saizvozvo panzombe imwe neimwe, kana gondohwe rimwe nerimwe, kana gwayana rimwe nerimwe, kana mbudzana imwe neimwe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 “Saka ndizvo zvamunoita pamupiro mumwe nomumwe wehandira, kana hondohwe, kana hwayana hono kana mbudzana hono.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 “Saka ndizvo zvamunoita pamupiro mumwe nomumwe wehandira, kana hondohwe, kana hwayana hono kana mbudzana hono.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Hando imwe neimwe kana gondobwe, gwayana rimwe nerimwe kana mbudzana, zvinofanira kugadzirwa nenzira iyoyi.

Viz kapitola kopírovat




Numeri 15:11

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy