Numeri 14:35 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Ini Jehova, ndakataura iɀoɀo, ndicaitira saiɀoɀo ʋuŋgano iyi yose yakaipa, yakaʋuŋgana kuzorwa neni; ʋacaparadzwa murenje rino, ʋacafira’po. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200235 Ini Jehovha, ndakataura izvozvo, ndichaitira saizvozvo ungano iyi yose yakaipa, yakaungana kuzorwa neni; vachaparadzwa murenje rino, vachafirapo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Ini Tenzi, ndinotsidza kuti zvandataura ndizvozvo zvandichaita kwamuri; mhomho yavanhu vakaipa vaunganidzana kuzondipandukira. Imo murenje muno, ndimo mavachaperera. Imo muno ndimo mavachafira.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona35 Ini Tenzi, ndinotsidza kuti zvandataura ndizvozvo zvandichaita kwamuri; mhomho yavanhu vakaipa vaunganidzana kuzondipandukira. Imo murenje muno, ndimo mavachaperera. Imo muno ndimo mavachafira.’ ” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 Ini, Jehovha, ndazvitaura, uye zvirokwazvo ndichaita zvinhu izvi kuungano yose iyi yakaipa, yakabatana pamwe chete kuti indirwise. Vachaperera murenje muno; vachafira muno.” Viz kapitola |