Numeri 14:15 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ɀino kana mukaʋuraya ʋanhu aʋa ʋose‐ʋose, ndudzi dzaʋanhu, dzakanzwa mukurumbira wenyu, dzicataura, dziciti: Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Zvino kana mukauraya vanhu ava vose‐vose, ndudzi dzavanhu, dzakanzwa mukurumbira wenyu, dzichataura, dzichiti, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Zvino kana mukauraya vanhu venyu vose ndudzi dzakanga dzanzwa mukurumbira wenyu dzichati, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Zvino kana mukauraya vanhu venyu vose ndudzi dzakanga dzanzwa mukurumbira wenyu dzichati, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Kana mukauraya vanhu vose ava panguva imwe chete, ndudzi dzakanzwa mukurumbira uyu pamusoro penyu dzichati, Viz kapitola |