Online Bible

- Reklamy -




Numeri 14:12 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Ndicaʋaroʋa neɗenda, nokuʋatorera nhaka yaʋo, ndikuite iwe rudzi runoʋakunda iʋo noʋukuru nesimba.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Ndichavarova nedenda, nokuvatorera nhaka yavo, ndikuite iwe rudzi runovakunda ivo noukuru nesimba.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Ndichavarakatisa nedenda ndigovaita kuti vave vanhu vasingakodzere kuwana nhaka. Ndigokuita iwe rudzi rukuru rune simba guru kupfuura ivo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Ndichavarakatisa nedenda ndigovaita kuti vave vanhu vasingakodzere kuwana nhaka. Ndigokuita iwe rudzi rukuru rune simba guru kupfuura ivo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Ndichavarova nedenda ndigovaparadza, asi iwe ndichakuita rudzi rukuru kwazvo uye rwakasimba kukunda ivo.”

Viz kapitola kopírovat




Numeri 14:12

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy