Numeri 13:11 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ʋokurudzi rwaJosefa, irwo rudzi rwaManase, Gadi, mŋanakomana waSusi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Vokurudzi rwaJosefa, irwo rudzi rwaManase, Gadhi, mwanakomana waSusi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Mudzinza rokwaJosefi, dzinza rokwaManase, makatorwa Gadhi mwanakomana waSusi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Mudzinza rokwaJosefi, dzinza rokwaManase, makatorwa Gadhi mwanakomana waSusi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 kubva kurudzi rwaManase (rudzi rwaJosefa), Gadhi mwanakomana waSusi; Viz kapitola |