Online Bible

- Reklamy -




Numeri 12:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Iye ndicataura naye nomuromo, pacena, ndisiŋgatauri namashoko asiŋganzwisiswi; iye ucaʋona Jehova kuti wakaɗini; naiɀoɀo makaregereiko kutya kupopotera muranda waŋgu Mosesi?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Iye ndichataura naye nomuromo, pachena, ndisingatauri namashoko asinganzwisiswi; iye uchaona Jehovha kuti akadini; naizvozvo makaregereiko kutya kupopotera muranda wangu Mosesi?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Ndinokurukura naye takatarisana tichinyatsotaurirana pasina zvamadimikira achiona chimiro changu ini Tenzi. Ko makarega sei kutya kutsoropodza muranda wangu Mosesi?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Ndinokurukura naye takatarisana tichinyatsotaurirana pasina zvamadimikira achiona chimiro changu ini Tenzi. Ko makarega sei kutya kutsoropodza muranda wangu Mosesi?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Ndinotaura naye takatarisana, pachena kwete nezvirahwe; iye anoona chimiro chaJehovha. Zvino makarega seiko kutya kutaura muchipopotera muranda wangu Mozisi?”

Viz kapitola kopírovat




Numeri 12:8

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy