Numeri 12:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Muranda waŋgu Mosesi haana‐kuɗaro; wakatendeka paimba yaŋgu yose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Muranda wangu Mosesi haana kudaro; akatendeka paimba yangu yose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Asi handidaro nomuranda wangu Mosesi nokuti zvinhu zvangu zvose ndakazviisa mumaoko ake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Asi handidaro nomuranda wangu Mosesi nokuti zvinhu zvangu zvose ndakazviisa mumaoko ake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Asi hazvina kudaro kuna Mozisi muranda wangu; iye akatendeka muimba yangu yose. Viz kapitola |