Numeri 12:10 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Gore rikabva pamsoro petente rokusoŋgana, ʋonei Miriami waʋa namaperembudzi, akacena secando; Aroni akatarira Miriami, ʋonei waʋa namaperembudzi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Gore rikabva pamusoro petende rokusangana, onei Miriami ava namaperembudzi, akachena sechando; Aroni akatarira Miriami, onei ava namaperembudzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Gore rakanga rakafukidza tendhe iroro rakasimuka. Miriamu akava nechirwere chamapere akachena samazaya echando. Aroni akatarisa Miriamu wanei ava nechirwere chamapere. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Gore rakanga rakafukidza tendhe iroro rakasimuka. Miriamu akava nechirwere chamapere akachena samazaya echando. Aroni akatarisa Miriamu wanei ava nechirwere chamapere. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Gore rakati rabva pamusoro peTende, onei Miriamu amirepo ava namaperembudzi, akachena sechando. Aroni akatendeukira kwaari akaona kuti akanga ava namaperembudzi. Viz kapitola |