Numeri 11:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Kana ɗoʋa riciwira pamisasa ʋusiku, mana yakawa ʋo pamŋe cete naro. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Kana dova richiwira pamisasa usiku, mana yakawawo pamwechete naro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Dova paraidonha usiku muruvanze rwamatendhe mana yaidonhawo pamwechete naro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Dova paraidonha usiku muruvanze rwamatendhe mana yaidonhawo pamwechete naro. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Dova raiti rawira pamusoro pomusasa usiku, mana yaiwawo. Viz kapitola |