Online Bible

- Reklamy -




Numeri 11:34 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

34 Naiɀoɀo nɀimbo iyo yakatumidzwa Kibroti‐hataʋa, nokuti ndipo paʋakaʋiga ʋanhu ʋakaŋga ʋafa nenhomba yenyama.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

34 Naizvozvo nzvimbo iyo yakatumidzwa Kibhuroti‐hatava, nokuti ndipo pavakaviga vanhu vakanga vafa nenhomba yenyama.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

34 Naizvozvo nzvimbo iyoyo yakatumidzwa zita rokuti Makuvaovukukara nokuti pakavigwa vanhu vaikara nyama.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

34 Naizvozvo nzvimbo iyoyo yakatumidzwa zita rokuti Makuvaovukukara nokuti pakavigwa vanhu vaikara nyama.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

34 Naizvozvo nzvimbo iyo yakatumidzwa kunzi Kibhuroti Hataavha, nokuti vakaviga vanhu vakanga vakarira zvimwewo zvokudya.

Viz kapitola kopírovat




Numeri 11:34

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy