Numeri 11:28 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Ipapo Joshua, mŋanakomana waNuni, muranda waMosesi kubva paʋujaya bgake, akapindura, akati: Ishe waŋgu, Mosesi, ʋadziʋisei. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Ipapo Joshua, mwanakomana waNuni, muranda waMosesi kubva paujaya hwake, akapindura, akati, “Ishe wangu, Mosesi, vadzivisei.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Joshuwa mwanakomana waNuni mubatsiri waMosesi akati kuna Mosesi, “Changamire dzivisai vanhu avo!” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 Joshuwa mwanakomana waNuni mubatsiri waMosesi akati kuna Mosesi, “Changamire dzivisai vanhu avo!” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Joshua mwanakomana waNuni, uyo akanga ari mubatsiri waMozisi kubva paujaya hwake, akataura nesimba akati, “Mozisi, ishe wangu, vadzivisei!” Viz kapitola |