Numeri 11:19 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Hamuŋgadyi zuʋa rimŋe, kana mazuʋa maʋiri, kana mazuʋa mashanu, kana mazuʋa anegumi, kana mazuʋa anamakumi maʋiri; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Hamungadyi zuva rimwe, kana mazuva maviri, kana mazuva mashanu, kana mazuva ane gumi, kana mazuva ana makumi maviri; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Hamuzoidya kwezuva rimwechete, kana maviri kana mashanu, kana gumi, kunyange makumi maviri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Hamuzoidya kwezuva rimwechete, kana maviri kana mashanu, kana gumi, kunyange makumi maviri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Hamungaidyi kwezuva rimwe chete, kana mazuva maviri kana mashanu, gumi kana makumi maviri, Viz kapitola |