Online Bible

- Reklamy -




Numeri 11:16 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Ɀino Jehova akati kunaMosesi: Ʋuŋganidza kwandiri ʋarume ʋanamakumi manomŋe ʋaʋakuru ʋaIsraeri, ʋaunoziʋa kuti ʋakuru ʋaʋanhu, naʋatariri ʋaʋo, uʋuye naʋo patente rokusoŋgana, kuti ʋamire’po newe.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi, “Unganidza kwandiri varume vana makumi manomwe vavakuru vaIsiraeri, vaunoziva kuti vakuru vavanhu, navatariri vavo, uuye navo patende rokusangana, kuti vamirepo newe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Tenzi akati Mosesi, “Ndiunganidzire vanhu varume makumi manomwe vechikuru navatungamiriri vavaIsiraeri. Uya navo kwandiri kutendhe rokusanganira vasvikomira newe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Tenzi akati Mosesi, “Ndiunganidzire vanhu varume makumi manomwe vechikuru navatungamiriri vavaIsiraeri. Uya navo kwandiri kutendhe rokusanganira vasvikomira newe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Jehovha akati kuna Mozisi, uya navakuru vavaIsraeri makumi manomwe vaunoziva savatungamiri namachinda pakati pavanhu. Uite kuti vauye kuTende Rokusangana, kuti vamire newe ipapo.

Viz kapitola kopírovat




Numeri 11:16

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy