Numeri 10:26 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Ƃoka rorudzi rwaʋana ʋaAsheri rakaŋga ricirairwa naPagieri, mŋanakomana waOkrani. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Boka rorudzi rwavana vaAsheri rakanga richirairwa naPagieri, mwanakomana waOkirani. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Pagieri mwanakomana waOkirani ndiye aitungamirira dzinza rokwaAsheri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Pagieri mwanakomana waOkirani ndiye aitungamirira dzinza rokwaAsheri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Pagieri mwanakomana waOkirani akanga ari mukuru weboka rorudzi rwaAsheri; Viz kapitola |