Numeri 10:24 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ƃoka rorudzi rwaʋana ʋaBenjamini rakaŋga ricirairwa naAbidani, mŋanakomana waGideoni. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Boka rorudzi rwavana vaBhenjamini rakanga richirairwa naAbhidhani, mwanakomana waGidheoni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Dzinza rokwaBhenjamini raitungamirirwa naAbhidhana mwanakomana wokwaGideoni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Dzinza rokwaBhenjamini raitungamirirwa naAbhidhana mwanakomana wokwaGideoni. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Uye Abhidhani mwanakomana waGidheoni akanga ari mukuru weboka rorudzi rwaBhenjamini. Viz kapitola |