Nehemia 9:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 mukaʋona kuti mŋoyo wake wakatendeka pamberi penyu, mukaita suŋgano naye kuti mucapa ʋana ʋake nyika yaʋaKanani, neyaʋaHiti, neyaʋaAmori, neyaʋaPerezi, neyaʋaJebusi, neyaʋaGirgashi, muciita seɀamakataura, nokuti makarurama. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 mukaona kuti mwoyo wake wakatendeka pamberi penyu, mukaita sungano naye kuti muchapa vana vake nyika yavaKanani, neyavaHiti, neyavaAmori, neyavaPerezi, neyavaJebhusi, neyavaGirigashi, muchiita sezvamakataura, nokuti makarurama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Pamakaonawo kuti iye, munhu ane mwoyo uri pachokwadi kwamuri makaita chitenderano naye chokupa vana vake nyika yavanhu vechiKanani navaHiti navaAmori navaPerizi navachiJebhusi navaGirigashi. Makazadzisa chitsidzo chenyu pamusana pokuti imi makarurama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Pamakaonawo kuti iye, munhu ane mwoyo uri pachokwadi kwamuri makaita chitenderano naye chokupa vana vake nyika yavanhu vechiKanani navaHiti navaAmori navaPerizi navachiJebhusi navaGirigashi. Makazadzisa chitsidzo chenyu pamusana pokuti imi makarurama. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Makawana mwoyo wake wakatendeka kwamuri, uye makaita sungano naye kuti mupe kuzvizvarwa zvake nyika yavaKenani, vaHiti, vaAmori, vaPerezi, vaJebhusi navaGirigashi. Makachengeta vimbiso yenyu nokuti makarurama. Viz kapitola |