Nehemia 9:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ipapo Jeshua, naBani, naKadmieri, naShebania, naBuni, naSherebia, naBani, naKenani ʋakamira pamatanho aʋaRevi, ʋakacema nenzwi guru kunaJehova Mŋari waʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Ipapo Jeshua, naBhani, naKadhimieri, neShebhania, naBhuni, naSherebhia, naBhani, neKenani vakamira pamatanho avaRevhi, vakachema nezwi guru kuna Jehovha Mwari wavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Pakakwirira paya pevaRevhi, pakanga pakamira ava vanoti: Jeshua naBhani naKadhimieri naShebhaniya naBhuni naSherebhiya naBhani naKenani vakachema vachiita zvokudaidzira kuna Tenzi, Mwari wavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Pakakwirira paya pevaRevhi, pakanga pakamira ava vanoti: Jeshua naBhani naKadhimieri naShebhaniya naBhuni naSherebhiya naBhani naKenani vakachema vachiita zvokudaidzira kuna Tenzi, Mwari wavo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 VaRevhi vaiti Jeshua, Bhani, Kadhimieri, Shebhania, Bhuni, Sherebhia, Bhani naKenani, vakamira pakakwirira vakadanidzira nenzwi guru kuna Jehovha Mwari wavo. Viz kapitola |