Nehemia 9:37 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Ɀiɓereko ɀizhinji inoɀiɓerekera madzimambo amakaisa pamsoro peɗu, nokuɗa kweɀiʋi ɀeɗu; iʋo ʋanesimba ʋo pamiʋiri yeɗu, napaŋombe dzeɗu, seɀaʋanoɗa; tiri pakumanikidzwa kukuru. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200237 Zvibereko zvizhinji inozviberekera madzimambo amakaisa pamusoro pedu, nokuda kwezvivi zvedu; ivo vane simbawo pamiviri yedu, napamombe dzedu, sezvavanoda; tiri pakumanikidzwa kukuru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Zvakawanda kwazvo zvainobereka zvinoenda zvazvo kumadzimambo amakatiisira kuti atitonge pamusana pezvitadzo zvedu. Vanotovawo nesimba rokutonga iyesu vanhu pamwechete nezvipfuwo zvedu sepamadiro avo zvavo. Tayaura isu nenhamo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona37 Zvakawanda kwazvo zvainobereka zvinoenda zvazvo kumadzimambo amakatiisira kuti atitonge pamusana pezvitadzo zvedu. Vanotovawo nesimba rokutonga iyesu vanhu pamwechete nezvipfuwo zvedu sepamadiro avo zvavo. Tayaura isu nenhamo.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 Nokuda kwezvivi zvedu zvibereko zvayo zvizhinji zvava kuenda kumadzimambo amakaisa pamusoro pedu. Vane simba pamusoro pemiviri yedu uye vanoita zvavanoda nemombe dzedu. Tiri pakutambudzika kukuru. Viz kapitola |