Online Bible

- Reklamy -




Nehemia 9:33 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

33 Asi imi makaita henyu ɀakarurama paɀose ɀakatiwira, nokuti makaita neɀokwaɗi, asi isu takaita ɀakashata.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

33 Asi imi makaita henyu zvakarurama pazvose zvakatiwira, nokuti makaita nezvokwadi, asi isu takaita zvakashata.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 Kunyange zvakadaro zvazvo, makangoramba muri mururami pane zvose zvakadai kutiwira pamusana pokuti imi makaita zviri pachokwadi asi isu takaita zvakaipa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

33 Kunyange zvakadaro zvazvo, makangoramba muri mururami pane zvose zvakadai kutiwira pamusana pokuti imi makaita zviri pachokwadi asi isu takaita zvakaipa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

33 Pane zvakaitika kwatiri, imi makanga makarurama; makanga makatendeka, asi isu takaita zvakaipa.

Viz kapitola kopírovat




Nehemia 9:33

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy