Online Bible

- Reklamy -




Nehemia 9:31 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

31 Kunyaŋge ɀakaɗaro, netsitsi dzenyu zhinji hamuna‐kuʋapedza cose, kana kuʋarasha, nokuti muri Mŋari unenyasha netsitsi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

31 Kunyange zvakadaro, netsitsi dzenyu zhinji hamuna kuvapedza chose, kana kuvarasha, nokuti muri Mwari une nyasha netsitsi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 Kunyange zvazvo zvakadaro netsiye dzenyu nyoro dzakawanda hamuna kubva mavatsakatisa kana kuvafuratira nokuti imi muri Mwari ane ngoni ane tsitsi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

31 Kunyange zvazvo zvakadaro netsiye dzenyu nyoro dzakawanda hamuna kubva mavatsakatisa kana kuvafuratira nokuti imi muri Mwari ane ngoni ane tsitsi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

31 Asi netsitsi dzenyu huru hamuna kuvaparadza kana kuvarasa, nokuti muri Mwari ane nyasha netsitsi.

Viz kapitola kopírovat




Nehemia 9:31

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy