Online Bible

- Reklamy -




Nehemia 9:27 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

27 Saka makaʋaisa mumaʋoko aʋadziʋisi ʋaʋo, ʋakaʋamanikidza; ɀino paŋguʋa yokutambudzika kwaʋo, pakucema kwaʋo kwamuri, makaʋanzwa iko kuɗeŋga, netsitsi dzenyu zhinji mukaʋapa ʋarwiri ʋakaʋarwira pamaʋoko aʋadziʋisi ʋaʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

27 Saka makavaisa mumaoko avadzivisi vavo, vakavamanikidza; zvino panguva yokutambudzika kwavo, pakuchema kwavo kwamuri, makavanzwa iko kudenga, netsitsi dzenyu zhinji mukavapa varwiri vakavarwira pamaoko avadzivisi vavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 Naizvozvo imi makavaisa mumaoko avavengi vavo vakavaonesa nhamo. Panguva yenhamo yavo iyoyo vakachema kwamuri, muri kudenga ikoko makavanzwa. Netsiye dzenyu nyoro dzakawanda makavapa vanunuri vakavanunura mumaoko evavengi vavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

27 Naizvozvo imi makavaisa mumaoko avavengi vavo vakavaonesa nhamo. Panguva yenhamo yavo iyoyo vakachema kwamuri, muri kudenga ikoko makavanzwa. Netsiye dzenyu nyoro dzakawanda makavapa vanunuri vakavanunura mumaoko evavengi vavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

27 Naizvozvo makavaisa kuvavengi vavo, avo vakavadzvinyirira. Asi pavakanga vava kudzvinyirirwa vakachema kwamuri. Makavanzwa muri kudenga, uye nengoni dzenyu huru makavapa vadzikinuri, vakavarwira kubva mumaoko avavengi vavo.

Viz kapitola kopírovat




Nehemia 9:27

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy