Online Bible

- Reklamy -




Nehemia 9:20 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Makaʋapa ʋo mŋeya wenyu wakanaka kuʋadzidzisa, mukasanyima miromo yaʋo mana yenyu, mukaʋapa mvura kupedza nyota yaʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

20 Makavapawo mweya wenyu wakanaka kuvadzidzisa, mukasanyima miromo yavo mana yenyu, mukavapa mvura kupedza nyota yavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Makavapa Mweya wenyu wakanaka wokuvadzidzisa, Mana yenyu yokuti vadye hamuna kuvanyima Makavapawo mvura yokupodza nyota yavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 Makavapa Mweya wenyu wakanaka wokuvadzidzisa, Mana yenyu yokuti vadye hamuna kuvanyima Makavapawo mvura yokupodza nyota yavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 Makavapa Mweya wenyu wakanaka kuti uvarayire. Hamuna kuvanyima mana yenyu, uye panyota yavo makavapa mvura.

Viz kapitola kopírovat




Nehemia 9:20

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy