Nehemia 9:16 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Asi iʋo namadziɓaɓa eɗu ʋakaita manyawi, ʋakawomesa mitsipa yaʋo, ʋakasaterera mirairo yenyu, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Asi ivo namadzibaba edu vakaita manyawi, vakaomesa mitsipa yavo, vakasateerera mirairo yenyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 “Asi ivo namadzibaba edu vakazvitutumadza, Vakaomesa musoro, mirao yenyu vakaramba kuchengeta. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 “Asi ivo namadzibaba edu vakazvitutumadza, Vakaomesa musoro, mirao yenyu vakaramba kuchengeta. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 “Asi ivo madzitateguru edu, vakava namanyawi uye nemitsipa mikukutu, vakasateerera zvamakavarayira. Viz kapitola |