Nehemia 9:11 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Mukaparadzanisa guŋgwa pamberi paʋo; naiɀoɀo ʋakayambuka pakati peguŋgwa pakawoma; mukawisira ʋateʋereri ʋaʋo makadzika, sebge mumvura inesimba. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Mukaparadzanisa gungwa pamberi pavo; naizvozvo vakayambuka pakati pegungwa pakaoma; mukawisira vateveri vavo makadzika, sebwe mumvura ine simba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Gungwa makariti nepakati tsemu vakatarisa vakapfuura vachitotsika zvavo pasi pakaoma pakati paro gungwa. Makakanda vaivaronda muhwenje hwemvura sedombo mumvura zhinji ine simba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Gungwa makariti nepakati tsemu vakatarisa vakapfuura vachitotsika zvavo pasi pakaoma pakati paro gungwa. Makakanda vaivaronda muhwenje hwemvura sedombo mumvura zhinji ine simba. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Makapamura gungwa pamberi pavo, naizvozvo vakayambuka napasi pakaoma, asi makamedza vaivatevera kwakadzika, sedombo mumvura ine simba. Viz kapitola |