Online Bible

- Reklamy -




Nehemia 9:10 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 mukaratidza Farao ɀiratidzo neɀinoshamisa, naʋaranda ʋake ʋose, naʋanhu ʋose ʋenyika yake; nokuti makaziʋa kuti ʋakaʋaitira iɀoɀo nokuɀikudza; mukaɀiwanira rumbidzo, seɀaɀakaita nhasi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 mukaratidza Farao zviratidzo nezvinoshamisa, navaranda vake vose, navanhu vose venyika yake; nokuti makaziva kuti vakavaitira izvozvo nokuzvikudza; mukazviwanira rumbidzo, sezvazvakaita nhasi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Makaitira Farao zviratidzo nezvishamiso pamwechete namakurukota ake navanhu vomunyika make nokuti imi maizviziva kuti vaiitira madzibaba edu zenze rokuzvikudza mukabva mazviwanira zita kusvikira pari nhasi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Makaitira Farao zviratidzo nezvishamiso pamwechete namakurukota ake navanhu vomunyika make nokuti imi maizviziva kuti vaiitira madzibaba edu zenze rokuzvikudza mukabva mazviwanira zita kusvikira pari nhasi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Makatuma zviratidzo nezvishamiso kuna Faro, navabati vake uye navanhu vose venyika yake, nokuti maiziva kuti vaIjipita vaizvikudza sei pamabatiro avakavaita. Makaitira zita renyu mukurumbira uripo nanhasi.

Viz kapitola kopírovat




Nehemia 9:10

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy