Online Bible

- Reklamy -




Nehemia 9:1 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Ɀino pazuʋa ramakumi maʋiri namanna romŋedzi uyu ʋana ʋaIsraeri ʋakaʋuŋgana, ʋakaɀinyima ɀokudya, ʋakafuka magumbu, ʋanevu pamisoro yaʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Zvino pazuva ramakumi maviri namana romwedzi uyu vana vaIsiraeri vakaungana, vakazvinyima zvokudya, vakafuka masaga vane ivhu pamisoro yavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Kuzoti wava musi wechimakumi maviri nechina womwedzi iwoyu, vaIsiraeri vakaungana kuzotsanya vakapfeka masaga vakazvidira ivhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Kuzoti wava musi wechimakumi maviri nechina womwedzi iwoyu, vaIsiraeri vakaungana kuzotsanya vakapfeka masaga vakazvidira ivhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Pazuva ramakumi maviri namana romwedzi iwoyo, vaIsraeri vakaungana pamwe chete, vachizvinyima zvokudya vakapfeka masaga uye vaine guruva pamisoro yavo.

Viz kapitola kopírovat




Nehemia 9:1

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy