Nehemia 8:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ʋakaraʋa ɀicinzwika kwaɀo mubuku yomurairo waMŋari; ʋakaɀiɗudzira, ʋakanzwisisa ɀinorabga. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Vakarava zvichinzwika kwazvo mubhuku yomurayiro waMwari; vakazvidudzira, vakanzwisisa zvinorahwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Vakanyatsoverenga mubhuku romutemo waMwari, ndokutsanangurira vanhu kuti vanzwisise zvaiverengwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Vakanyatsoverenga mubhuku romutemo waMwari, ndokutsanangurira vanhu kuti vanzwisise zvaiverengwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Vakaverenga kubva muBhuku roMurayiro waMwari, vachiisa pachena nokutsanangura zvazvaireva kuitira kuti vanhu vanzwisise zvaiverengwa. Viz kapitola |