Nehemia 8:5 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ezra akazarura buku pamberi paʋanhu ʋose; (nokuti wakaŋga amire kumsoro kwaʋanhu ʋose;) ɀino wakati aciizarura ʋanhu ʋose ndokusimuka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Ezira akazarura bhuku pamberi pavanhu vose; (nokuti akanga amire kumusoro kwavanhu vose;) zvino akati achizarura vanhu vose ndokusimuka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Ezira akazarura bhuku racho vanhu vose vachiona, nokuti akanga ari nechapamusoro pavanhu vose. Paakangoriti zarurei vanhu vose vakabva vati nyandanu kusimuka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Ezira akazarura bhuku racho vanhu vose vachiona, nokuti akanga ari nechapamusoro pavanhu vose. Paakangoriti zarurei vanhu vose vakabva vati nyandanu kusimuka. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Ezira akazarura bhuku. Vanhu vose vaigona kumuona nokuti akanga akamira pakakwirira; uye paakarizarura, vanhu vose vakasimuka. Viz kapitola |