Online Bible

- Reklamy -

Nehemia 7:71 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

71 Ʋamŋe ʋakuru ʋo ʋedzimba dzamadziɓaɓa ʋakapa muciʋigiro cefuma yokuɓate‐ɓasa nayo, madariki endarama aneɀuru ɀinamakumi maʋiri, nepondo dzesirveri dzineɀuru ɀiʋiri namazana maʋiri.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

71 Vamwe vakuruwo vedzimba dzamadzibaba vakapa muchivigiro chepfuma yokubata basa nayo, madariki endarama ane zviuru zvina makumi maviri, nepondo dzesirivha dzine zviuru zviviri namazana maviri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

71 Izvozvo vamwe vatungamiriri vedzimba dzamadzibaba avo vakabvisa ndarama yainge yoda kuita zana remakirogiramu rina makirogiramu makumi matanhatu namasere, nesirivha yainge tani rimwechete rina makirogiramu mazana maviri namakumi mashanu, namagemenzi makumi matanhatu ana manomwe avapristi, vakaendesa maichengeterwa upfumi hwainge hwakanangana nebasa iroro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

71 Vamwe vakuru vemhuri vakaisa muchivigiro chepfuma zviuru makumi maviri zvamadhirakema egoridhe kuitira basa, mamina esirivha zviuru zviviri namazana maviri.

Viz kapitola kopírovat

Nehemia 7:71

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy