Nehemia 7:66 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)66 Ʋuŋgano yose yakaȿika ɀuru ɀinamakumi manna neɀiʋiri namazana matatu namakumi matanhatu, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200266 Ungano yose yakasvika zviuru zvina makumi mana nezviviri namazana matatu namakumi matanhatu, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika66 Gungano racho rose pamwechete rakanga riina vanhu zviuru makumi mana ane zviviri zvine mazana matatu ana makumi matanhatu avanhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona66 Gungano racho rose pamwechete rakanga riina vanhu zviuru makumi mana ane zviviri zvine mazana matatu ana makumi matanhatu avanhu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi66 Ungano yose yaiva navanhu zviuru makumi mana navaviri ane mazana matatu namakumi matanhatu, Viz kapitola |