Nehemia 7:63 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)63 Pakati paʋaprista ʋakaŋga ʋari: Ʋana ʋaHobaya, naʋana ʋaHakozi, naʋana ʋaBarzirai, wakaŋga awana mukadzi waʋakunda ʋaBarzirai muGireadi, akazotumidzwa zita rokwaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200263 Pakati pavapristi vakanga vari, vana vaHobhaya, navana vaHakozi, navana vaBharizirai, akanga awana mukadzi wavakunda vaBharizirai muGireadhi, akazotumidzwa zita rokwavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika63 Pakati pavapristi paivawo navanakomana vaava vanoti: Hobaya naHakozi naBhazirai (Bhazirai uyu ndiye uya wokuroora mwana waBhazirai wokuGireadhi akazenge ava kudaidzwa nezita rake). Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona63 Pakati pavapristi paivawo navanakomana vaava vanoti: Hobaya naHakozi naBhazirai (Bhazirai uyu ndiye uya wokuroora mwana waBhazirai wokuGireadhi akazenge ava kudaidzwa nezita rake). Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi63 Uye vaibva pakati pavaprista: zvizvarwa zvaHobhaya, Hakozi naBharizirai (murume akanga awana mwanasikana waBharizirai muGireadhi uye aidaidzwa nezita iroro). Viz kapitola |