Nehemia 6:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ini ndikatuma nhume kwaʋari, ndiciti: Ndinoɓate‐ɓasa guru, saka handigoni kuɓuruka; ɓasa riŋgamirireiko, kana ndikarirega ndiciɓurukira kwamuri? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Ini ndikatuma nhume kwavari, ndichiti, “Ndinobata basa guru, saka handigoni kuburuka; basa ringamirireiko, kana ndikarega ndichiburukira kwamuri?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Asi ini ndakavatumira nhume ndichiti, “Ndiri mukuita basa guru. Handikwanise kudzika ikoko. Basa ringamirireiko? Ndosiya zvangu basa ndichiuya kwamuri here?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Asi ini ndakavatumira nhume ndichiti, “Ndiri mukuita basa guru. Handikwanise kudzika ikoko. Basa ringamirireiko? Ndosiya zvangu basa ndichiuya kwamuri here?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Saka ndakatuma nhume kwavari nemhinduro ndichiti, “Ndine basa guru kwazvo randiri kuita, saka handigoni kuburukira kwamuri ikoko. Basa ringamirireiko ini ndichirisiya ndichimbouya kwamuri?” Viz kapitola |