Nehemia 6:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Sanbarati naGeshemi ndokutuma shoko kwandiri, ʋaciti: Ʋuyai, tisoŋgane panomumŋe musha paɓani reOno. Asi ʋakaŋga ʋaciɗa kundiitira ɀakaipa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Sanibharati naGeshemu ndokutuma shoko kwandiri, vachiti, “Uyai, tisangane panomumwe musha pabani reOno.” Asi vakanga vachida kundiitira zvakaipa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Sanibharati naGeshemu, vakanditumira shoko rokuti, “Uya tisangane kune mumwe musha uri mubani reOno.” Asi zvavakanga vafunga ndezvokundikuvadza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Sanibharati naGeshemu, vakanditumira shoko rokuti, “Uya tisangane kune mumwe musha uri mubani reOno.” Asi zvavakanga vafunga ndezvokundikuvadza. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Sanibharati naGeshemu vakatuma shoko kwandiri vachiti, “Uya tisangane pano mumwe wemisha iri mubani reOno.” Asi vakanga vachironga kundiitira zvakaipa. Viz kapitola |