Online Bible

- Reklamy -

Nehemia 5:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Ndikati kwaʋari: Isu takadzikinura hama dzeɗu ʋaJuda dzakaŋga dzateŋgeswa kuʋahedeni patakagona napo; ɀino imi moɗa‐kuteŋgesa hama dzenyu, moɗa kuti dziteŋgeswe kwatiri here? Ipapo ʋakaramba ʋanyerere, ʋakashaiwa neshoko cose.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Ndikati kwavari, “Isu takadzikinura hama dzedu vaJudha dzakanga dzatengeswa kuvahedheni patakagona napo; zvino imi moda kutengesa hama dzenyu, moda kuti dzitengeswe kwatiri here?” Ipapo vakaramba vanyerere, vakashaiwa neshoko chose.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 ndikavati, “Isu takaedzawo napatinogona kununura hama dzedu dzechiJudha dzakanga dzatengeswa kune vechirudzi, asi imi ndopamava kutotengesa zvenyu hama dzenyu kuti isu titoita zvokuvatenga zvakare!” Vakati mwiro-o romuromo vakarishaya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 ndikavati, “Isu takaedzawo napatinogona kununura hama dzedu dzechiJudha dzakanga dzatengeswa kune vechirudzi, asi imi ndopamava kutotengesa zvenyu hama dzenyu kuti isu titoita zvokuvatenga zvakare!” Vakati mwiro-o romuromo vakarishaya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 uye ndikati, “Napataigona napo takadzikinura hama dzedu dzechiJudha avo vakanga vatengeswa kune vedzimwe ndudzi. Zvino imi mava kutengesa hama dzenyu, kuti dzigotengeswazve kwatiri here?” Vakanyarara nokuti vakashayiwa chokutaura.

Viz kapitola kopírovat

Nehemia 5:8

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy