Nehemia 5:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Nokuti ʋamŋe ʋakati: Isu naʋanakomana ʋeɗu tiri ʋazhinji; ŋgatipiwe ɀiyo, tidye, tirarame. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Nokuti vamwe vakati, “Isu navanakomana vedu tiri vazhinji; ngatipiwe zviyo, tidye, tirarame.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Kwaiva navamwe vaiti, “Pamwechete navana vedu vakomana navasikana kudai, tawanda isu. Dai tawanawo mbesanwa dzokudya tidyewo tigorarama.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Kwaiva navamwe vaiti, “Pamwechete navana vedu vakomana navasikana kudai, tawanda isu. Dai tawanawo mbesanwa dzokudya tidyewo tigorarama.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Nokuti vamwe vakati, “Isu navanakomana navanasikana vedu tiri vazhinji; kuti tidye uye kuti tigorarama, tinofanira kuwana zviyo.” Viz kapitola |